Mapenzi

Front Cover
College Press, 1999 - Foreign Language Study - 168 pages
2 Reviews
A novel.

From inside the book

What people are saying - Write a review

User Review - Flag as inappropriate

VaMabasa vakaratidza hunyanzvi munganonyorwa iyi. Vanofurura hembe dzese pahupenzi vosiya hwangoti pachena njee. Anombori benzi ndiani? Ah kana kubvunza mumwewo mubvunzo, Asiri benzi ndiani? Aiwa bhuku iri rakanyorwa zvinonwisa mvura nekudakadza. Vanobata nyaya dzose dzinoitika paugaro hwedu pavanhu vatema veZimbabwe. Kuzvitonga Huori Chipfambi Rudo Hudzvanyiriri Kuroya Kuroyiwa Chirungu Chishona Nhamo Mafaro Kupenga Chinamato Zvematongerwo Enyika. Aiwa nokora wega unzwe zviri mugango raMabasa. Bhuku rakadedemurwa rikaita zvekurudunhurwa pfungwa dzikasasikwa dzikanuna ndokuzopakurwa neunyanzvi hwemandorokwati. Mabasa ndiye chamakuvangu we nganonyorwa dzechishona muZimbabwe. NDATENDA!!!!! 

User Review - Flag as inappropriate

The best novel in Zimbabwe, ever, and gonna stay that way for many years to come.

Contents

Section 1
5
Section 2
6
Section 3
34
Copyright

22 other sections not shown

Bibliographic information